Jeremiya 4:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Nokuti vanhu vangu mapenzi.+ Havana kundiziva.+ Ivo vanakomana vasina kuchenjera; uye havasi vaya vanonzwisisa.+ Vakachenjerera kuita zvakaipa, asi chokwadi havazivi kuita zvakanaka.+
22 Nokuti vanhu vangu mapenzi.+ Havana kundiziva.+ Ivo vanakomana vasina kuchenjera; uye havasi vaya vanonzwisisa.+ Vakachenjerera kuita zvakaipa, asi chokwadi havazivi kuita zvakanaka.+