RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 4:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Unoti kuna Farao, ‘Zvanzi naJehovha: “Israeri ndiye mwanakomana wangu, dangwe rangu.+

  • Dheuteronomi 32:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Iwe wakakanganwa Dombo rakakubereka,+

      Uye wakakanganwa Mwari, Iye akakubereka nemarwadzo okusununguka.+

  • 2 Samueri 7:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Ndorupi rumwe rudzi panyika rwakafanana nevanhu venyu vaIsraeri,+ vakadzikinurwa naMwari kuti vave rudzi rwake,+ kuti aite kuti zita rake rikurumbire,+ kuti avaitire zvinhu zvikuru nezvinotyisa+—kuti mudzinge marudzi navanamwari vawo, nokuda kwevanhu venyu, vamakadzikinura+ muIjipiti kuti vave venyu?

  • Isaya 63:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Nokuti ndimi Baba vedu;+ kunyange Abrahamu angave asina kutiziva uye Israeri angasatiziva, imi, haiwa Jehovha, ndimi Baba vedu. Mudzikinuri wedu wekare kare ndiro zita renyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe