Dheuteronomi 33:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Akava mambo pakati paJeshuruni,+Vakuru vevanhu pavakaungana,+Iwo madzinza ose aIsraeri.+ Isaya 44:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvanzi naJehovha, Muiti+ wako noMuumbi+ wako, iye akaramba achikubatsira kubvira uchiri mudumbu,+ ‘Usatya,+ haiwa iwe mushumiri wangu Jakobho, newe Jeshuruni,+ wandakasarudza.
2 Zvanzi naJehovha, Muiti+ wako noMuumbi+ wako, iye akaramba achikubatsira kubvira uchiri mudumbu,+ ‘Usatya,+ haiwa iwe mushumiri wangu Jakobho, newe Jeshuruni,+ wandakasarudza.