RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 1:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Rune nhamo rudzi runotadza,+ vanhu vakaremerwa nokukanganisa, vana vanoita zvakaipa,+ vanakomana vanoparadza!+ Vakasiya Jehovha,+ havana kuremekedza Mutsvene waIsraeri,+ vakadzokera shure.+

  • Isaya 51:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ndiwe ani kuti ukanganwe Jehovha Muiti wako,+ Iye anotatamura matenga+ nokuvaka nheyo dzenyika,+ zvokuti nguva dzose waiswerotya hasha dzaiye ari kukukomberedza,+ sokunge kuti akagadzirira kukuparadza?+ Dziripi hasha dzaiye ari kukukomberedza?+

  • Hosiya 13:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Vakagutswawo zvaienderana nemafuro avo.+ Vakagutswa, mwoyo yavo ikatanga kuzvikwidziridza.+ Ndokusaka vakandikanganwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe