Isaya 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Inzwai,+ haiwa imi matenga, uye teerera, haiwa iwe nyika, nokuti Jehovha akataura kuti: “Ndakarera ndikakudza vanakomana,+ asi ivo vakandimukira.+ Isaya 30:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti ivo vanhu vanopandukira,+ vanakomana vane nhema,+ vanakomana vave vasingadi kunzwa mutemo waJehovha;+
2 Inzwai,+ haiwa imi matenga, uye teerera, haiwa iwe nyika, nokuti Jehovha akataura kuti: “Ndakarera ndikakudza vanakomana,+ asi ivo vakandimukira.+
9 Nokuti ivo vanhu vanopandukira,+ vanakomana vane nhema,+ vanakomana vave vasingadi kunzwa mutemo waJehovha;+