Pisarema 96:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti vanamwari vose vemamwe marudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira;+Asi Jehovha, ndiye akasika matenga.+ Isaya 44:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ndiani akaumba mumwe mwari kana kuti akaumba mufananidzowo zvawo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa?+ Wave usingambobatsiri.+ 1 VaKorinde 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+ 1 VaKorinde 10:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Aiwa; asi ndinoti zvinhu zvinobayirwa nemarudzi, anozvibayira kumadhimoni,+ kwete kuna Mwari; uye handidi kuti mugoverane nemadhimoni.+
5 Nokuti vanamwari vose vemamwe marudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira;+Asi Jehovha, ndiye akasika matenga.+
10 Ndiani akaumba mumwe mwari kana kuti akaumba mufananidzowo zvawo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa?+ Wave usingambobatsiri.+
4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+
20 Aiwa; asi ndinoti zvinhu zvinobayirwa nemarudzi, anozvibayira kumadhimoni,+ kwete kuna Mwari; uye handidi kuti mugoverane nemadhimoni.+