Revhitiko 26:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 chokwadi, iniwo ndichabva ndafamba ndichipikisana nemi;+ uye ini, iyeni, ndichakurovai kanomwe nokuda kwezvivi zvenyu.+ Dheuteronomi 28:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Zvino kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchenjerera kuita mirayiro yake yose nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwose uku kuchauyawo pauri kwokubata:+
24 chokwadi, iniwo ndichabva ndafamba ndichipikisana nemi;+ uye ini, iyeni, ndichakurovai kanomwe nokuda kwezvivi zvenyu.+
15 “Zvino kana ukasateerera inzwi raJehovha Mwari wako nokuchenjerera kuita mirayiro yake yose nemirau yake yandiri kukurayira nhasi, kutukwa kwose uku kuchauyawo pauri kwokubata:+