Dheuteronomi 32:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Jeshuruni+ paakatanga kukora, akakava.+Iwe wakakora, wakava mukobvu, wakafuta.+Naizvozvo akasiya Mwari, iye akamusika,+Akazvidza Dombo+ rokuponeswa kwake. Isaya 44:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvanzi naJehovha, Muiti+ wako noMuumbi+ wako, iye akaramba achikubatsira kubvira uchiri mudumbu,+ ‘Usatya,+ haiwa iwe mushumiri wangu Jakobho, newe Jeshuruni,+ wandakasarudza.
15 Jeshuruni+ paakatanga kukora, akakava.+Iwe wakakora, wakava mukobvu, wakafuta.+Naizvozvo akasiya Mwari, iye akamusika,+Akazvidza Dombo+ rokuponeswa kwake.
2 Zvanzi naJehovha, Muiti+ wako noMuumbi+ wako, iye akaramba achikubatsira kubvira uchiri mudumbu,+ ‘Usatya,+ haiwa iwe mushumiri wangu Jakobho, newe Jeshuruni,+ wandakasarudza.