Eksodho 15:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+ Pisarema 86:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Pakati pavanamwari hapana akaita semi, haiwa Jehovha,+Uyewo hapana mabasa akaita seenyu.+ Pisarema 89:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti ndiani ari kumatenga angaenzaniswa naJehovha?+Ndiani angafanana naJehovha pakati pevanakomana vaMwari?+ Jeremiya 10:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Hapana kana akaita semi, haiwa Jehovha.+ Muri mukuru, uye zita renyu rine simba guru kwazvo.+
11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+
6 Nokuti ndiani ari kumatenga angaenzaniswa naJehovha?+Ndiani angafanana naJehovha pakati pevanakomana vaMwari?+