RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 68:34
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 34 Itii Mwari ane simba.+

      Ukuru hwake huri pamusoro paIsraeri uye simba rake riri mumakore.+

  • Pisarema 93:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 93 Jehovha ava mambo!+

      Akapfeka ukuru;+

      Jehovha akapfeka—akazvisunga nesimba.+

      Nyika inobereka inosimbiswawo kuitira kuti irege kuzununguswa.+

  • Pisarema 104:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Iye anovaka dzimba dzake dzepamusoro matanda acho akadzikwa mumvura,+

      Anoita kuti makore ave ngoro yake,+

      Anofamba ari pamapapiro emhepo,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe