RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 68:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Rumbidzai Mwari pakati pemapoka evanhu vakaungana,+

      Jehovha, haiwa imi Tsime raIsraeri.+

  • Isaya 48:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 48 Chinzwai izvi, haiwa imi imba yaJakobho, imi munozvishevedza nezita raIsraeri+ nemi makabuda mumvura yaJudha,+ imi munopika nezita raJehovha+ uye munotaura nezvaMwari waIsraeri,+ kwete nechokwadi uye kwete nokururama.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe