Genesisi 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino Jehovha akazviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana* wako+ nyika iyi.”+ Pashure paizvozvo akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari. Genesisi 26:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Gara uri mutorwa munyika ino,+ ndicharamba ndinewe, ndichakukomborera, nokuti ndichakupa iwe nevana* vako nyika dzose idzi,+ uye ndichaita mhiko yandakapikira Abrahamu baba vako,+ Genesisi 28:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Uye tarira! Jehovha akanga akamira pamusoro pao, akati:+ “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichakupa iwe nevana* vako nyika yaurere pairi.+
7 Zvino Jehovha akazviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana* wako+ nyika iyi.”+ Pashure paizvozvo akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari.
3 Gara uri mutorwa munyika ino,+ ndicharamba ndinewe, ndichakukomborera, nokuti ndichakupa iwe nevana* vako nyika dzose idzi,+ uye ndichaita mhiko yandakapikira Abrahamu baba vako,+
13 Uye tarira! Jehovha akanga akamira pamusoro pao, akati:+ “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichakupa iwe nevana* vako nyika yaurere pairi.+