Numeri 20:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Gare gare Jehovha akati kuna Mosesi naAroni: “Zvamusina kuva nokutenda mandiri kuti munditsvenese+ vanakomana vaIsraeri vachizviona, naizvozvo hamusi kuzopinza ungano iyi munyika yandichavapa.”+ Dheuteronomi 32:52 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 52 Nokuti uchaona nyika yacho uri nechokure, asi hauzopindi imomo munyika yandichapa vanakomana vaIsraeri.”+
12 Gare gare Jehovha akati kuna Mosesi naAroni: “Zvamusina kuva nokutenda mandiri kuti munditsvenese+ vanakomana vaIsraeri vachizviona, naizvozvo hamusi kuzopinza ungano iyi munyika yandichavapa.”+
52 Nokuti uchaona nyika yacho uri nechokure, asi hauzopindi imomo munyika yandichapa vanakomana vaIsraeri.”+