Numeri 20:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Ungano yose yakaona kuti Aroni akanga afa, uye imba yose yaIsraeri yakaramba ichichema Aroni kwemazuva makumi matatu.+
29 Ungano yose yakaona kuti Aroni akanga afa, uye imba yose yaIsraeri yakaramba ichichema Aroni kwemazuva makumi matatu.+