Numeri 27:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Naizvozvo Jehovha akati kuna Mosesi: “Tora Joshua, mwanakomana waNuni, murume ane mafungiro akasiyana nevamwe,+ uise maoko ako pamusoro pake;+ Dheuteronomi 31:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Pashure paizvozvo Jehovha akati kuna Mosesi: “Tarira! Mazuva okuti ufe aswedera pedyo.+ Shevedza Joshua, mumire mutende rokusanganira, kuti ndimurayire.”+ Naizvozvo Mosesi naJoshua vakaenda, vakanomira mutende rokusanganira.+ Mabasa 6:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 vakavaisa pamberi pevaapostora, uye, pashure pokunge vanyengetera, ava vakaisa maoko+ avo pavari. 1 Timoti 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Usaregeredza chipo+ chiri mauri chawakapiwa nokufanotaurirwa,+ boka revarume vakuru parakaisa maoko+ aro pauri.
18 Naizvozvo Jehovha akati kuna Mosesi: “Tora Joshua, mwanakomana waNuni, murume ane mafungiro akasiyana nevamwe,+ uise maoko ako pamusoro pake;+
14 Pashure paizvozvo Jehovha akati kuna Mosesi: “Tarira! Mazuva okuti ufe aswedera pedyo.+ Shevedza Joshua, mumire mutende rokusanganira, kuti ndimurayire.”+ Naizvozvo Mosesi naJoshua vakaenda, vakanomira mutende rokusanganira.+
14 Usaregeredza chipo+ chiri mauri chawakapiwa nokufanotaurirwa,+ boka revarume vakuru parakaisa maoko+ aro pauri.