RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 30:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 nokuti uchateerera inzwi raJehovha Mwari wako kuti uchengete mirayiro yake nemirau yake yakanyorwa mubhuku rino romutemo,+ nokuti uchadzoka kuna Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose.+

  • 2 Makoronike 15:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Asi pavakadzokera kuna Jehovha Mwari waIsraeri+ mukutambudzika+ kwavo, vakamutsvaka, akabva aita kuti vamuwane.+

  • 2 Makoronike 15:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 VaJudha vose vakafarira+ zvakanga zvapikwa; nokuti vakanga vapika nemwoyo yavo yose vachifara kwazvo kuti vakanga vamutsvaka, zvokuti iye akaita kuti vamuwane;+ uye Jehovha akaramba achivapa zororo kumativi ose.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe