RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 30:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 ukadzokera kuna Jehovha Mwari wako+ uye ukateerera inzwi rake maererano nezvose zvandiri kukurayira nhasi, iwe nevanakomana vako, nomwoyo wako wose nomweya wako wose,+

  • 1 Madzimambo 8:48
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 48 vakadzoka kwamuri nemwoyo yavo yose+ uye nemweya yavo yose vari munyika yevavengi vavo vanenge vavatapa, vakanyengetera kwamuri vakatarira kunyika yavo yamakapa madzitateguru avo, guta ramakasarudza neimba yandakavakira zita renyu;+

  • Jeremiya 29:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 “‘Muchanditsvaka, mondiwana,+ nokuti muchanditsvaka nemwoyo yenyu yose.+

  • Joeri 2:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 “Zvino,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “dzokaiwo kwandiri nemwoyo yenyu yose,+ muchitsanya,+ muchisvimha misodzi uye muchiungudza.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe