Dheuteronomi 30:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 nokuti uchateerera inzwi raJehovha Mwari wako kuti uchengete mirayiro yake nemirau yake yakanyorwa mubhuku rino romutemo,+ nokuti uchadzoka kuna Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose.+ 2 Makoronike 33:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Akaramba achinyengetera kwaari, zvokuti Iye akabvuma kutetererwa+ naye, uye Iye akanzwa chikumbiro chake chokuti anzwirwe nyasha, akamudzorera kuJerusarema paumambo hwake;+ uye Manase akaziva kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi.+ Nehemiya 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Pamunenge madzoka kwandiri,+ machengeta mirayiro yangu+ nokuiita,+ kunyange vanhu venyu vakaparadzirwa vakava kunogumira matenga, ndichavaunganidza vachibva ikoko+ uye ndichavaunza+ kunzvimbo yandakasarudza kuti zita rangu rigare ikoko.’+
10 nokuti uchateerera inzwi raJehovha Mwari wako kuti uchengete mirayiro yake nemirau yake yakanyorwa mubhuku rino romutemo,+ nokuti uchadzoka kuna Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose.+
13 Akaramba achinyengetera kwaari, zvokuti Iye akabvuma kutetererwa+ naye, uye Iye akanzwa chikumbiro chake chokuti anzwirwe nyasha, akamudzorera kuJerusarema paumambo hwake;+ uye Manase akaziva kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi.+
9 Pamunenge madzoka kwandiri,+ machengeta mirayiro yangu+ nokuiita,+ kunyange vanhu venyu vakaparadzirwa vakava kunogumira matenga, ndichavaunganidza vachibva ikoko+ uye ndichavaunza+ kunzvimbo yandakasarudza kuti zita rangu rigare ikoko.’+