Eksodho 34:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jehovha akapfuura nepamberi pechiso chake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ nenyasha,+ anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo,+ nechokwadi,+ Dheuteronomi 30:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Jehovha Mwari wako achadzosawo vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira ngoni,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ose aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+ 2 Makoronike 30:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti pamunodzokera+ kuna Jehovha, hama dzenyu nevanakomana venyu vachanzwirwa ngoni+ pamberi pavose vakavatapa, vobvumirwa kudzoka kunyika ino;+ nokuti Jehovha Mwari wenyu ane nyasha+ nengoni,+ uye haazofuratidzi chiso chake kwamuri kana mukadzokera kwaari.”+ Nehemiya 9:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Asi nengoni dzenyu zhinji hamuna kuvaparadza+ kana kuvasiya;+ nokuti muri Mwari ane nyasha+ uye ane ngoni.+ Pisarema 86:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Asi imi, haiwa Jehovha, muri Mwari ane ngoni neane nyasha,+Anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo nechokwadi.+ Isaya 54:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Ndakakusiya zvachose kwenguva duku,+ asi ndichakuunganidza nengoni huru.+ Isaya 55:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake,+ uye munhu anokuvadza ngaasiye kufunga kwake;+ uye ngaadzokere kuna Jehovha, iye achamunzwira ngoni,+ uye kuna Mwari wedu, nokuti achakanganwira zvikuru.+ 2 VaKorinde 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ngaarumbidzwe iye Mwari uye Baba+ vaShe wedu Jesu Kristu, Baba vengoni huru kwazvo+ uye Mwari wokunyaradza kwose,+
6 Jehovha akapfuura nepamberi pechiso chake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ nenyasha,+ anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo,+ nechokwadi,+
3 Jehovha Mwari wako achadzosawo vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira ngoni,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ose aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+
9 Nokuti pamunodzokera+ kuna Jehovha, hama dzenyu nevanakomana venyu vachanzwirwa ngoni+ pamberi pavose vakavatapa, vobvumirwa kudzoka kunyika ino;+ nokuti Jehovha Mwari wenyu ane nyasha+ nengoni,+ uye haazofuratidzi chiso chake kwamuri kana mukadzokera kwaari.”+
31 Asi nengoni dzenyu zhinji hamuna kuvaparadza+ kana kuvasiya;+ nokuti muri Mwari ane nyasha+ uye ane ngoni.+
15 Asi imi, haiwa Jehovha, muri Mwari ane ngoni neane nyasha,+Anononoka kutsamwa+ uye azere nomutsa worudo nechokwadi.+
7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake,+ uye munhu anokuvadza ngaasiye kufunga kwake;+ uye ngaadzokere kuna Jehovha, iye achamunzwira ngoni,+ uye kuna Mwari wedu, nokuti achakanganwira zvikuru.+
3 Ngaarumbidzwe iye Mwari uye Baba+ vaShe wedu Jesu Kristu, Baba vengoni huru kwazvo+ uye Mwari wokunyaradza kwose,+