Pisarema 44:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 Haiwa Mwari, takanzwa nenzeve dzedu,Madzitateguru edu akarondedzera kwatiri+Basa ramakaita mumazuva avo,+Mumazuva ekare kare.+
44 Haiwa Mwari, takanzwa nenzeve dzedu,Madzitateguru edu akarondedzera kwatiri+Basa ramakaita mumazuva avo,+Mumazuva ekare kare.+