Genesisi 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Jehovha Mwari akatanga kuumba munhu neguruva+ revhu+ akafuridzira mumhino dzake mhepo yokufema youpenyu,+ munhu akava mweya mupenyu.+
7 Jehovha Mwari akatanga kuumba munhu neguruva+ revhu+ akafuridzira mumhino dzake mhepo yokufema youpenyu,+ munhu akava mweya mupenyu.+