Joshua 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Patakazvinzwa, mwoyo yedu yakatanga kutya,+ uye hapana munhu achine ushingi nokuda kwenyu,+ nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari kumatenga ari kumusoro nepanyika iri pasi.+ 2 Makoronike 20:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 akati:+ “Haiwa Jehovha Mwari wemadzitateguru edu,+ hamusi Mwari ari kumatenga here?+ Hamusi kudzora umambo hwose hwemarudzi here?+ Simba noukuru hazvisi muruoko rwenyu here, zvokuti hapana angakudzivisai?+ Pisarema 135:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jehovha akaita zvinhu zvose zvaaifarira kuita+Kumatenga nepanyika, mumakungwa nomumvura yose yakadzika.+ Dhanieri 4:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Vagari vose vepanyika vanoonekwa sepasina,+ uye anoita maererano nezvaanoda pakati peuto rokumatenga nepakati pevagari vepanyika.+ Hakuna angadzivisa ruoko rwake+ kana kumuti, ‘Wanga uchiitei?’+
11 Patakazvinzwa, mwoyo yedu yakatanga kutya,+ uye hapana munhu achine ushingi nokuda kwenyu,+ nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari kumatenga ari kumusoro nepanyika iri pasi.+
6 akati:+ “Haiwa Jehovha Mwari wemadzitateguru edu,+ hamusi Mwari ari kumatenga here?+ Hamusi kudzora umambo hwose hwemarudzi here?+ Simba noukuru hazvisi muruoko rwenyu here, zvokuti hapana angakudzivisai?+
6 Jehovha akaita zvinhu zvose zvaaifarira kuita+Kumatenga nepanyika, mumakungwa nomumvura yose yakadzika.+
35 Vagari vose vepanyika vanoonekwa sepasina,+ uye anoita maererano nezvaanoda pakati peuto rokumatenga nepakati pevagari vepanyika.+ Hakuna angadzivisa ruoko rwake+ kana kumuti, ‘Wanga uchiitei?’+