Dheuteronomi 5:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Munofanira kuchenjerera kuti muite sezvamakarayirwa naJehovha Mwari wenyu.+ Musatsaukira kurudyi kana kuruboshwe.+ 2 Madzimambo 21:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Handichazoitizve kuti tsoka dzevaIsraeri dzidzungaire dzichibva panyika yandakapa madzitateguru avo,+ kana vakangochenjerera kuita maererano nezvose zvandakavarayira,+ uyewo maererano nomutemo wose wavakarayirwa nomushumiri wangu Mosesi.”
32 Munofanira kuchenjerera kuti muite sezvamakarayirwa naJehovha Mwari wenyu.+ Musatsaukira kurudyi kana kuruboshwe.+
8 Handichazoitizve kuti tsoka dzevaIsraeri dzidzungaire dzichibva panyika yandakapa madzitateguru avo,+ kana vakangochenjerera kuita maererano nezvose zvandakavarayira,+ uyewo maererano nomutemo wose wavakarayirwa nomushumiri wangu Mosesi.”