Dheuteronomi 8:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Paunenge wadya uye waguta,+ urumbidzewo+ Jehovha Mwari wako nokuda kwenyika yakanaka yaakakupa.+