RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 27:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Hakuna munhu akatsaurwa, uyo angatsaurwa kubva pavanhu kuti aparadzwe angadzikinurwa.+ Chokwadi anofanira kuurayiwa.+

  • Dheuteronomi 20:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 nokuti chokwadi unofanira kuaparadza chose, vaHiti nevaAmori, vaKenani nevaPerizi, vaHivhi nevaJebhusi,+ sezvawakarayirwa naJehovha Mwari wako;

  • Joshua 6:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Guta racho ngarive chinhu chakatsaurwa kuti chiparadzwe;+ iro nezvinhu zvose zviri mariri ndezvaJehovha. Rakabhi+ oga, pfambi iya, ngaarambe achirarama, iye navose vaainavo mumba, nokuti akavanza nhume dzatakatuma.+

  • Joshua 10:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Joshua akatora Makedha+ zuva iroro akariparadza nomuromo webakatwa. Kana ari mambo waro, akamuparadza chose iye nemweya yose+ yakanga iri mariri. Haana kusiya kana mumwe chete akapona. Naizvozvo akaitira mambo weMakedha+ sezvaakanga aitira mambo weJeriko.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe