RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 23:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 Usaita sungano navo kana navanamwari vavo.+

  • Eksodho 34:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 kuti urege kuita sungano nevagari vomunyika yacho, nokuti vachaita unzenza navanamwari vavo,+ vobayira zvibayiro kuna vanamwari vavo,+ uye mumwe achakukoka, wodya zvimwe pachibayiro chake.+

  • Dheuteronomi 20:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Asi haufaniri kuchengetedza chero chinhu chipi zvacho chiri chipenyu mumaguta evanhu ava auri kupiwa naJehovha Mwari wako kuti ave nhaka yako,+

  • Vatongi 2:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Imi musaita sungano nevagari vomunyika ino.+ Putsai atari dzavo.’+ Asi hamuna kuteerera inzwi rangu.+ Nei maita izvi?+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe