Revhitiko 26:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Ndichayeuka nokuda kwavo sungano yangu yemadzitateguru+ andakabudisa munyika yeIjipiti mamwe marudzi achizviona,+ kuti ndiratidze kuti ndiri Mwari wavo. Ndini Jehovha.’” Dheuteronomi 4:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Iwe—wakaratidzwa, kuti uzive kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi;+ hakuna mumwe kunze kwake.+ Pisarema 68:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Kwatiri Mwari wechokwadi ndiMwari wemabasa okuponesa;+Jehovha, Changamire+ Ishe ndiye ane nzira dzokubuda nadzo murufu.+
45 Ndichayeuka nokuda kwavo sungano yangu yemadzitateguru+ andakabudisa munyika yeIjipiti mamwe marudzi achizviona,+ kuti ndiratidze kuti ndiri Mwari wavo. Ndini Jehovha.’”
20 Kwatiri Mwari wechokwadi ndiMwari wemabasa okuponesa;+Jehovha, Changamire+ Ishe ndiye ane nzira dzokubuda nadzo murufu.+