RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 49:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Jehovha, Mudzikinuri waIsraeri,+ Mutsvene wake, ati kumunhu ane mweya unozvidzwa,+ kuna iye anosemwa norudzi,+ kumushandi wevatongi:+ “Madzimambo achaona uye achasimuka,+ uye machinda achakotama, nokuda kwaJehovha, iye akatendeka,+ Mutsvene waIsraeri, anokusarudza.”+

  • 1 VaKorinde 10:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Hapana muedzo wakakubatai kunze kweinozivikanwa nevanhu.+ Asi Mwari akatendeka,+ uye haangakuregei muchiedzwa kupfuura zvamunogona kutsungirira,+ asi pamwe chete nomuedzo achaitawo nzira yokubuda nayo+ kuti mukwanise kuutsungirira.

  • 2 VaKorinde 1:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Asi Mwari angavimbwa naye kuti shoko redu ratakataura kwamuri harisi Hungu asi panguva imwe chete riri Aiwa.

  • VaHebheru 11:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Nokutenda naiyewo Sara+ akagamuchira simba rokubata pamuviri pomwana, kunyange akanga apfuura zera racho,+ sezvaaifunga kuti akanga amupikira akanga akatendeka.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe