Eksodho 34:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 anochengetera vane zviuru mutsa worudo,+ anoregerera kukanganisa, kudarika uye chivi,+ asi asingazomboregi kuranga,+ anoranga vanakomana nevazukurukomana nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechizvarwa chechina.”+ Dheuteronomi 5:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 asi ane mutsa worudo kusvikira kuchizvarwa chechiuru chevaya vanondida uye vanochengeta mirayiro yangu.+
7 anochengetera vane zviuru mutsa worudo,+ anoregerera kukanganisa, kudarika uye chivi,+ asi asingazomboregi kuranga,+ anoranga vanakomana nevazukurukomana nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechizvarwa chechina.”+
10 asi ane mutsa worudo kusvikira kuchizvarwa chechiuru chevaya vanondida uye vanochengeta mirayiro yangu.+