Numeri 14:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Musangopandukira Jehovha;+ uye regai kutya vanhu vomunyika yacho,+ nokuti ivo kudya kwedu. Chinodzivirira chavo chabva pamusoro pavo,+ uye Jehovha anesu.+ Regai kuvatya.”+ Pisarema 46:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mwari ari pakati peguta racho;+ iro harizozununguswi.+Mwari acharibatsira pakutanga kwemangwanani.+
9 Musangopandukira Jehovha;+ uye regai kutya vanhu vomunyika yacho,+ nokuti ivo kudya kwedu. Chinodzivirira chavo chabva pamusoro pavo,+ uye Jehovha anesu.+ Regai kuvatya.”+
5 Mwari ari pakati peguta racho;+ iro harizozununguswi.+Mwari acharibatsira pakutanga kwemangwanani.+