RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 10:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wavanamwari+ naShe wemadzishe,+ Mwari mukuru, ane simba uye anotyisa,+ asina waanosarura+ uyewo asingagamuchiri pfumbamuromo,+

  • 1 Samueri 4:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Tine nhamo! Ndiani achatiponesa paruoko rwaMwari uyu ane simba? Uyu ndiye Mwari akarova Ijipiti nematambudziko emarudzi ose murenje.+

  • Nehemiya 1:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Ndakabva ndati: “Aa, Jehovha Mwari wokumatenga, Mwari mukuru neanotyisa,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kune vaya vanomuda,+ vanochengeta mirayiro yake,+

  • Nehemiya 9:32
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 32 “Zvino, haiwa Mwari wedu, Mwari mukuru,+ ane simba+ neanotyisa,+ anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo,+ musarega kutambudzika kwose kwakatiwana,+ isu nemadzimambo+ edu nemachinda+ edu nevapristi+ vedu nevaprofita+ vedu nemadzitateguru+ edu nevanhu venyu vose kubvira pamazuva emadzimambo eAsiriya kusvikira nhasi,+ kuchioneka sokuduku pamberi penyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe