-
Nehemiya 9:25Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
25 Vakatora maguta akavakirirwa+ nenyika yakaorera,+ vakaita kuti dzimba dzakazara nezvinhu zvose zvakanaka dzive dzavo,+ migodhi yemvura yakacherwa,+ minda yemizambiringa neminda yemiorivhi+ nemiti yezvokudya mizhinji, vakatanga kudya, vakaguta,+ vakakora,+ vakafara nokuda kwokunaka kwenyu kukuru.+
-