RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 17:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Vanhu vakapopotera Mosesi vachiti:+ “Tipe mvura tinwe.” Asi Mosesi akati kwavari: “Nei muri kundipopotera? Munorambirei muchiedza Jehovha?”+

  • Numeri 11:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Zvino boka revamwe vanhu vakanga vakavhengana+ raiva pakati pavo rakava nenhomba youdyire,+ uye vanakomana vaIsraeri vakatangawo kuchemazve, vachiti: “Ndiani achatipa nyama kuti tidye?+

  • Numeri 16:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Vakasimuka pamberi paMosesi, ivo nevarume mazana maviri nemakumi mashanu vevanakomana vaIsraeri, machinda eungano, vaya vaigara vachishevedzwa kumisangano, varume vakanga vakakurumbira.

  • Numeri 25:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Vakadzi vacho vaiuya vachishevedza vanhu kuti vauye kuzvibayiro zvavanamwari vavo,+ uye vanhu vacho vakadya, vakakotamira vanamwari vavo.+

  • Dheuteronomi 31:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Nokuti ini—ndinonyatsoziva kupandukira kwenyu+ nemitsipa yenyu yakaoma.+ Kana makapandukira Jehovha+ ini ndichiri mupenyu kudai, ndinemi nhasi, zvakadini kana ndafa!

  • Dheuteronomi 32:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Ivo vakaita zvakaipa;+

      Havasi vana vake, urema ndohwavo.+

      Chizvarwa chisina kururama uye chakamonyana!+

  • Nehemiya 9:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 “Ivo, iwo madzitateguru edu, vakazvikudza,+ vakaomesa mitsipa yavo,+ uye havana kuteerera mirayiro yenyu.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe