Numeri 32:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Pavakakwira kumupata une rukova weEshkori,+ vakaona nyika yacho, vakabva vaodza mwoyo vanakomana vaIsraeri, kuti varege kupinda munyika yavaizopiwa naJehovha.+ Dheuteronomi 20:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Vatungamiriri ngavataurezve nevanhu vachiti, ‘Pane murume anotya uye asina ushingi here?+ Ngaaende, adzokere kumba kwake, kuti arege kuita kuti mwoyo yehama dzake itye sezvinoita mwoyo wake.’+ Joshua 14:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Hama dzangu dzakauya neni dzakaita kuti mwoyo yevanhu itye;+ asi ini, ndakatevera Jehovha Mwari wangu zvizere.+
9 Pavakakwira kumupata une rukova weEshkori,+ vakaona nyika yacho, vakabva vaodza mwoyo vanakomana vaIsraeri, kuti varege kupinda munyika yavaizopiwa naJehovha.+
8 Vatungamiriri ngavataurezve nevanhu vachiti, ‘Pane murume anotya uye asina ushingi here?+ Ngaaende, adzokere kumba kwake, kuti arege kuita kuti mwoyo yehama dzake itye sezvinoita mwoyo wake.’+
8 Hama dzangu dzakauya neni dzakaita kuti mwoyo yevanhu itye;+ asi ini, ndakatevera Jehovha Mwari wangu zvizere.+