RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 13:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Pavakapinda muNegebhu,+ vakabva vasvika kuHebroni.+ Zvino Ahimani, Sheshai naTarimai,+ vaya vakaberekwa naAnaki,+ vaiva imomo. Sezvineiwo Hebroni+ rakanga ravakwa makore manomwe Zoani+ reIjipiti risati ravakwa.

  • Joshua 11:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Panguva iyoyo chaiyo Joshua akaendazve akaparadza vaAnaki+ vaiva munzvimbo ine makomo, vomuHebroni, vomuDhebhiri, vomuAnabhu+ uye vomunzvimbo yose ine makomo yaJudha uye vomunzvimbo yose ine makomo yaIsraeri.+ Joshua akavaparadza chose pamwe chete nemaguta avo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe