Eksodho 18:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru pane vamwe vanamwari+ vose nokuda kwechinhu ichi, icho vaIjipiti vakazvikudza nacho kwavari.” 2 Makoronike 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Imba yandichavaka ichava huru,+ nokuti Mwari wedu mukuru kupfuura vamwe vanamwari vose.+ Pisarema 97:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti imi, haiwa Jehovha, ndimi Wokumusorosoro kumusoro kwenyika yose;+Makakwira kunzvimbo yenyu yakakwirira kwazvo kupfuura vamwe vanamwari vose.+
11 Zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru pane vamwe vanamwari+ vose nokuda kwechinhu ichi, icho vaIjipiti vakazvikudza nacho kwavari.”
9 Nokuti imi, haiwa Jehovha, ndimi Wokumusorosoro kumusoro kwenyika yose;+Makakwira kunzvimbo yenyu yakakwirira kwazvo kupfuura vamwe vanamwari vose.+