Jobho 34:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Kune Mumwe asingasaruri machindaUye asina hanya nomunhu anokudzwa kupfuura zvaanoita nomunhu akaderera,+Nokuti vose zvavo ibasa remaoko ake.+ Mabasa 10:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Petro akabva ashama muromo wake, akati: “Chokwadi ndinoona kuti Mwari haasaruri,+ VaRoma 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti Mwari haasaruri.+ VaEfeso 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Uyewo, imi vanatenzi, rambai muchivaitirawo saizvozvo, muchirega kuvatyisidzira,+ nokuti munoziva kuti Tenzi wavo nowenyu+ ari kumatenga, uye haasaruri.+
19 Kune Mumwe asingasaruri machindaUye asina hanya nomunhu anokudzwa kupfuura zvaanoita nomunhu akaderera,+Nokuti vose zvavo ibasa remaoko ake.+
9 Uyewo, imi vanatenzi, rambai muchivaitirawo saizvozvo, muchirega kuvatyisidzira,+ nokuti munoziva kuti Tenzi wavo nowenyu+ ari kumatenga, uye haasaruri.+