2 Makoronike 19:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino ityai+ Jehovha.+ Chenjerai, muite chimwe chinhu,+ nokuti kuna Jehovha Mwari wedu hakuna zvisina kururama+ kana rusaruro+ kana kugamuchira pfumbamuromo.”+
7 Zvino ityai+ Jehovha.+ Chenjerai, muite chimwe chinhu,+ nokuti kuna Jehovha Mwari wedu hakuna zvisina kururama+ kana rusaruro+ kana kugamuchira pfumbamuromo.”+