Eksodho 15:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jah ndiye simba rangu nokusimba kwangu,+ nokuti ndiye ruponeso rwangu.+Uyu ndiye Mwari wangu, uye ndichamurumbidza;+ Mwari wababa vangu,+ uye ndichamukwidziridza.+ Pisarema 105:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Kuti vachengete mirau yake+Nokuchengeta mitemo yake.+Rumbidzai Jah!+ Zvakazarurwa 19:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino ndakanzwa rakanga rakaita seinzwi reboka guru revanhu uye soruzha rwemvura zhinji uye soruzha rwokutinhira kune simba. Ivo vakati: “Rumbidzai Jah,+ nokuti Jehovha Mwari wedu, Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo.+
2 Jah ndiye simba rangu nokusimba kwangu,+ nokuti ndiye ruponeso rwangu.+Uyu ndiye Mwari wangu, uye ndichamurumbidza;+ Mwari wababa vangu,+ uye ndichamukwidziridza.+
6 Zvino ndakanzwa rakanga rakaita seinzwi reboka guru revanhu uye soruzha rwemvura zhinji uye soruzha rwokutinhira kune simba. Ivo vakati: “Rumbidzai Jah,+ nokuti Jehovha Mwari wedu, Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo.+