Dheuteronomi 26:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 utorewo zvimwe zvibereko zvokutanga+ pazvibereko zvose zvenyika, zvauchauya nazvo zvichibva munyika yako yauchapiwa naJehovha Mwari wako, uzviise mutswanda, woenda kunzvimbo ichasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti zita rake rigare ipapo.+ 2 Makoronike 7:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino Jehovha akazviratidza+ kuna Soromoni usiku, akati kwaari: “Ndanzwa munyengetero wako,+ uye ndasarudza+ nzvimbo ino kuti ive imba yokubayira zvibayiro.+
2 utorewo zvimwe zvibereko zvokutanga+ pazvibereko zvose zvenyika, zvauchauya nazvo zvichibva munyika yako yauchapiwa naJehovha Mwari wako, uzviise mutswanda, woenda kunzvimbo ichasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti zita rake rigare ipapo.+
12 Zvino Jehovha akazviratidza+ kuna Soromoni usiku, akati kwaari: “Ndanzwa munyengetero wako,+ uye ndasarudza+ nzvimbo ino kuti ive imba yokubayira zvibayiro.+