RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 12:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “‘Zvino zuva iri richava chiyeuchidzo kwamuri, murichengete rive mutambo unoitirwa Jehovha muzvizvarwa zvenyu zvose. Murichengete rive murau nokusingagumi.

  • Eksodho 13:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Uudze mwanakomana wako pazuva iroro, uchiti, ‘Imhosva yezvandakaitirwa naJehovha pandakabuda muIjipiti.’+

  • Eksodho 13:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Ngachive chiratidzo paruoko rwako nechiyeuchidzo pakati pemaziso ako,+ kuti mutemo waJehovha uve mumuromo mako;+ nokuti Jehovha akakubudisa muIjipiti noruoko rune simba.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe