Revhitiko 7:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi zvinopiwa zvose zvezviyo zvakakanyiwa nemafuta+ kana kuti zvakaoma+ zvichava zvevanakomana vose vaAroni, mumwe nomumwe achawana zvakafanana. Ruka 10:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Naizvozvo garai muimba iyoyo,+ muchidya nokunwa zvinhu zvavanokupai,+ nokuti mushandi akakodzera kuwana mubayiro wake.+ Musatama-tama muchibva pane imwe imba muchienda pane imwe imba.+ 1 Timoti 5:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Nokuti rugwaro runoti: “Usasunga muromo wenzombe kana ichipura zviyo”;+ uyewo: “Mushandi akakodzera kuwana mubayiro wake.”+
10 Asi zvinopiwa zvose zvezviyo zvakakanyiwa nemafuta+ kana kuti zvakaoma+ zvichava zvevanakomana vose vaAroni, mumwe nomumwe achawana zvakafanana.
7 Naizvozvo garai muimba iyoyo,+ muchidya nokunwa zvinhu zvavanokupai,+ nokuti mushandi akakodzera kuwana mubayiro wake.+ Musatama-tama muchibva pane imwe imba muchienda pane imwe imba.+
18 Nokuti rugwaro runoti: “Usasunga muromo wenzombe kana ichipura zviyo”;+ uyewo: “Mushandi akakodzera kuwana mubayiro wake.”+