Revhitiko 19:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Taura neungano yose yevanakomana vaIsraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kuva vatsvene,+ nokuti ini Jehovha Mwari wenyu ndiri mutsvene.+ 1 Samueri 6:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Uyezve, varume vokuBheti-shemeshi vakati: “Ndiani achakwanisa kumira pamberi paJehovha, uyu Mwari mutsvene,+ uye achabva kwatiri achienda kuna ani?”+ Pisarema 99:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Kudzai Jehovha Mwari wedu,+ mumukotamire muri pachitsiko chetsoka dzake;+Iye mutsvene.+ Isaya 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino iri rakashevedzera kune iro rikati: “Mutsvene, mutsvene, mutsvene ndiye Jehovha wemauto.+ Zvinhu zvizere munyika yose zvinoratidza kubwinya kwake.” 1 Petro 1:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 asi, maererano noMutsvene akakudanai, imi ivaiwo vatsvene pamufambiro wenyu wose,+
2 “Taura neungano yose yevanakomana vaIsraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kuva vatsvene,+ nokuti ini Jehovha Mwari wenyu ndiri mutsvene.+
20 Uyezve, varume vokuBheti-shemeshi vakati: “Ndiani achakwanisa kumira pamberi paJehovha, uyu Mwari mutsvene,+ uye achabva kwatiri achienda kuna ani?”+
3 Zvino iri rakashevedzera kune iro rikati: “Mutsvene, mutsvene, mutsvene ndiye Jehovha wemauto.+ Zvinhu zvizere munyika yose zvinoratidza kubwinya kwake.”