Numeri 14:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Vanakomana venyu vachava vafudzi murenje+ kwemakore makumi mana, uye vachazvidavirira nokuda kwokuita ufeve kwenyu,+ kusvikira zvitunha zvenyu zvaperera murenje.+ Dheuteronomi 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mugore rechimakumi mana,+ mumwedzi wechigumi nomumwe, pazuva rokutanga romwedzi wacho, Mosesi akataura nevanakomana vaIsraeri maererano nezvose zvakanga zvarayirwa naJehovha nokuda kwavo, Pisarema 95:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ndakaramba ndichisemeswa nechizvarwa ichocho kwemakore makumi mana,+Ndikati:“Ivo vanhu vane mwoyo yakatsauka,+Uye ivo havana kusvika pakuziva nzira dzangu”;+
33 Vanakomana venyu vachava vafudzi murenje+ kwemakore makumi mana, uye vachazvidavirira nokuda kwokuita ufeve kwenyu,+ kusvikira zvitunha zvenyu zvaperera murenje.+
3 Mugore rechimakumi mana,+ mumwedzi wechigumi nomumwe, pazuva rokutanga romwedzi wacho, Mosesi akataura nevanakomana vaIsraeri maererano nezvose zvakanga zvarayirwa naJehovha nokuda kwavo,
10 Ndakaramba ndichisemeswa nechizvarwa ichocho kwemakore makumi mana,+Ndikati:“Ivo vanhu vane mwoyo yakatsauka,+Uye ivo havana kusvika pakuziva nzira dzangu”;+