Numeri 14:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 havazombooni nyika yandakapikira madzibaba avo, chokwadi, vose vasingandiremekedzi havazoioni.+ Dheuteronomi 1:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 ‘Hapana kana mumwe chete pavarume ava vechizvarwa ichi chakaipa achaona nyika yakanaka yandakapika kuti ndichapa madzibaba enyu,+ Pisarema 106:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Naizvozvo akasimudza ruoko rwake achipika pamusoro pavo,+Kuti aizoita kuti vafire murenje,+
35 ‘Hapana kana mumwe chete pavarume ava vechizvarwa ichi chakaipa achaona nyika yakanaka yandakapika kuti ndichapa madzibaba enyu,+