Genesisi 13:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 nokuti nyika yose yawakatarira, ndichaipa iwe nevana vako nokusingagumi.+ Eksodho 33:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Zvino Jehovha akatizve kuna Mosesi: “Enda, ibva pano, iwe nevanhu vawakabudisa munyika yeIjipiti,+ muende kunyika yandakapikira Abrahamu, Isaka naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana vako.’+ Mabasa 7:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi haana kumupa chimwe chinhu chaizogarwa nhaka mairi, aiwa, kunyange upamhi hwetsoka;+ asi akapikira kumupa iyo kuti ive yake,+ uye pashure pake kuvana* vake,+ paakanga asati ava nomwana.+
33 Zvino Jehovha akatizve kuna Mosesi: “Enda, ibva pano, iwe nevanhu vawakabudisa munyika yeIjipiti,+ muende kunyika yandakapikira Abrahamu, Isaka naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana vako.’+
5 Asi haana kumupa chimwe chinhu chaizogarwa nhaka mairi, aiwa, kunyange upamhi hwetsoka;+ asi akapikira kumupa iyo kuti ive yake,+ uye pashure pake kuvana* vake,+ paakanga asati ava nomwana.+