Numeri 21:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino Israeri akatuma nhume kuna Sihoni,+ mambo wevaAmori, achiti: Numeri 21:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Israeri akamuuraya nomuromo webakatwa,+ akatora nyika yake+ kubvira kuAnoni+ kusvikira kuJabhoki,+ pedyo nevanakomana vaAmoni; nokuti Jazeri+ ndiro muganhu wevanakomana vaAmoni.+
24 Israeri akamuuraya nomuromo webakatwa,+ akatora nyika yake+ kubvira kuAnoni+ kusvikira kuJabhoki,+ pedyo nevanakomana vaAmoni; nokuti Jazeri+ ndiro muganhu wevanakomana vaAmoni.+