RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:39
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 39 Unonyatsoziva nhasi, uye unofanira kuyeuka nomwoyo wako kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi kumatenga ari kumusoro nepanyika iri pasi.+ Hakuna mumwe.+

  • 2 Makoronike 20:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 akati:+

      “Haiwa Jehovha Mwari wemadzitateguru edu,+ hamusi Mwari ari kumatenga here?+ Hamusi kudzora umambo hwose hwemarudzi here?+ Simba noukuru hazvisi muruoko rwenyu here, zvokuti hapana angakudzivisai?+

  • Pisarema 83:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Kuti vanhu vazive+ kuti imi, mune zita rokuti Jehovha,+

      Imi moga ndimi Wokumusorosoro+ kumusoro kwenyika yose.+

  • Pisarema 135:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Jehovha akaita zvinhu zvose zvaaifarira kuita+

      Kumatenga nepanyika, mumakungwa nomumvura yose yakadzika.+

  • Dhanieri 4:35
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 35 Vagari vose vepanyika vanoonekwa sepasina,+ uye anoita maererano nezvaanoda pakati peuto rokumatenga nepakati pevagari vepanyika.+ Hakuna angadzivisa ruoko rwake+ kana kumuti, ‘Wanga uchiitei?’+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe