Joshua 10:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Joshua akavaparadza kubvira kuKadheshi-bhaneya+ kusvikira kuGaza+ nenyika yose yeGosheni+ kusvikira kuGibhiyoni.+
41 Joshua akavaparadza kubvira kuKadheshi-bhaneya+ kusvikira kuGaza+ nenyika yose yeGosheni+ kusvikira kuGibhiyoni.+