Dheuteronomi 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Panguva iyoyo chaiyo takatora nyika iyi kuti ive yedu; kubvira kuAroeri,+ riri pedyo nomupata une rukova weAnoni, nehafu yenharaunda ine makomo yeGiriyedhi, uye ndakapa vaRubheni nevaGadhi maguta aro.+ Joshua 12:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Sihoni+ mambo wevaAmori, aigara muHeshbhoni,+ achitonga kubvira kuAroeri,+ raiva pamahombekombe omupata une rukova weAnoni,+ uye pakati pomupata une rukova, nehafu yeGiriyedhi kusvikira kuJabhoki+ mupata une rukova, muganhu wevanakomana vaAmoni,
12 Panguva iyoyo chaiyo takatora nyika iyi kuti ive yedu; kubvira kuAroeri,+ riri pedyo nomupata une rukova weAnoni, nehafu yenharaunda ine makomo yeGiriyedhi, uye ndakapa vaRubheni nevaGadhi maguta aro.+
2 Sihoni+ mambo wevaAmori, aigara muHeshbhoni,+ achitonga kubvira kuAroeri,+ raiva pamahombekombe omupata une rukova weAnoni,+ uye pakati pomupata une rukova, nehafu yeGiriyedhi kusvikira kuJabhoki+ mupata une rukova, muganhu wevanakomana vaAmoni,